Numeri 34:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 kuʋana ʋaJosefa, kurudzi rwaʋana ʋaManase, mucinda Hanieri, mŋanakomana waEfodi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 kuvana vaJosefa, kurudzi rwavana vaManase, muchinda Hanieri, mwanakomana waEfodhi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 VokwaJosefi, wedzinza rokwaManase ndiHanieri mwanakomana waEfodhi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 VokwaJosefi, wedzinza rokwaManase ndiHanieri mwanakomana waEfodhi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mutungamiri kubva kurudzi rwaManase mwanakomana waJosefa, Hanieri mwanakomana waEfodhi; See the chapter |