Numeri 32:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti ʋakati ʋakwira kumupata weEshkori, ʋakaʋona nyika, ʋakaʋodza mŋoyo yaʋana ʋaIsraeri, kuti ʋarege kupinda munyika yaʋakaŋga ʋapiwa naJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti vakati vakwira kumupata weEshikori, vakaona nyika, vakaodza mwoyo yavana vaIsiraeri, kuti varege kupinda munyika yavakanga vapiwa naJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vakandosvika kumapani eEshikoru vakaona nyika iyoyo, dzokei vooresa mwoyo yavaIsiraeri kuti varege kuyambukira kunyika yavakanga vapiwa naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vakandosvika kumapani eEshikoru vakaona nyika iyoyo, dzokei vooresa mwoyo yavaIsiraeri kuti varege kuyambukira kunyika yavakanga vapiwa naTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Shure kwokukwira kwavo kuMupata weEshikori vakandoona nyika, vakaodza mwoyo yavaIsraeri kuti varege kupinda munyika yavakanga vapiwa naJehovha. See the chapter |