Numeri 32:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Asi kana mukasaita saiɀoɀo, tarirai matadzira Jehova, muziʋe kuti ɀiʋi ɀenyu ɀicakuwanai. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Asi kana mukasaita saizvozvo, tarirai matadzira Jehovha, muzive kuti zvivi zvenyu zvichakuwanai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Asi kana mukakoniwa kuita izvi, muchange matadzira Jehovha; uye zvirokwazvo chivi chenyu chichakuwanai. See the chapter |