Numeri 32:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 nyika ikakundwa pamberi paJehova, ipapo muŋgadzoka henyu, hamuŋgaʋi nemhoȿa kunaJehova nokuʋaIsraeri; nyika ino igoʋa nhaka yenyu pamberi paJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 nyika ikakundwa pamberi paJehovha, ipapo mungadzoka henyu, hamungavi nemhosva kuna Jehovha nokuvaIsiraeri; nyika ino igova nhaka yenyu pamberi paJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 kusvikira nyika iyoyi yakundwa yava pasi paTenzi, mungachizodzoka zvenyu musisina mhosva pana Tenzi navaIsiraeri. Naizvozvo nyika ino ichava yenyu nemvumo yaTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 kusvikira nyika iyoyi yakundwa yava pasi paTenzi, mungachizodzoka zvenyu musisina mhosva pana Tenzi navaIsiraeri. Naizvozvo nyika ino ichava yenyu nemvumo yaTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 ipapo kana nyika ichinge yakundwa pamberi paJehovha, mungadzokera henyu uye musununguke pabasa renyu pamberi paJehovha napamberi pavaIsraeri. Uye nyika iyi ichava yenyu pamberi paJehovha. See the chapter |