Online Bible

- Advertisements -




Numeri 32:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nokuti hatiŋgagari nhaka pamŋe cete naʋo mhiri kwaJoridani nemberi; nokuti isu tagoʋerwa nhaka yeɗu necoʋuno mhiri kwaJoridani kurutiʋi rwamabvazuʋa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nokuti hatingagari nhaka pamwechete navo mhiri kwaJorodhani nemberi; nokuti isu tagoverwa nhaka yedu nechouno mhiri kwaJorodhani kurutivi rwamabvazuva.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Isu hatizopiwi nhaka pamwechete navo kumhiri kwaJorodhani zvichienda zvakadaro nokuti nhaka yedu taiwanira mhiri kuno kumabvazuva kwaJorodhani.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Isu hatizopiwi nhaka pamwechete navo kumhiri kwaJorodhani zvichienda zvakadaro nokuti nhaka yedu taiwanira mhiri kuno kumabvazuva kwaJorodhani.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Hatizogamuchiri nhaka ipi zvayo pamwe chete navo mhiri kweJorodhani, nokuti nhaka yedu tava nayo kumabvazuva kweJorodhani.”

See the chapter Copy




Numeri 32:19

Follow us:

Advertisements


Advertisements