Online Bible

- Advertisements -

Numeri 31:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 ɀino uraire kuti mugoʋe wakatarwa utsaurirwe Jehova naʋarume ʋehondo ʋakaŋga ʋandorwa: Cipenyu cimŋe kumazana mashanu, kuʋanhu, nokuŋombe, nokumboŋgoro, nokumakwai;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 zvino uraire kuti mugove wakatarwa utsaurirwe Jehovha navarume vehondo vakanga vandorwa: Chipenyu chimwe kumazana mashanu, kuvanhu, nokumombe, nokumbongoro, nokumakwai;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Pamugove wavarwi vakadzoka kuhondo torai chikamu chakatarwa chokupa Tenzi. Pazvinhu zvinenge zviri mazana mashanu torai chinhu chimwechete. Zvitorei panhapwa napamombe napamadhongi napahwai napambudzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Pamugove wavarwi vakadzoka kuhondo torai chikamu chakatarwa chokupa Tenzi. Pazvinhu zvinenge zviri mazana mashanu torai chinhu chimwechete. Zvitorei panhapwa napamombe napamadhongi napahwai napambudzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Kubva kuvarwi vakanga vandorwa kuhondo, utsaure somutero waJehovha chinhu chimwe chete pazvinhu mazana mashanu, vangava vanhu, mombe, mbongoro, makwai kana mbudzi.

See the chapter Copy

Numeri 31:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements