Online Bible

- Advertisements -

Numeri 30:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana akawanikwa nomurume acakasuŋgwa nokupika kwake, kana namashoko aakareʋa asina‐kuraŋgarira ɀakanaka, aakaɀisuŋga nawo;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kana akawanikwa nomurume achakasungwa nokupika kwake, kana namashoko aakareva asina kurangarira zvakanaka, aakazvisunga nawo;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kana mukadzi uya akaroorwa, achine mhiko kana chitsidzo chaakataura asina kumbonyatsofunga, murume wake akazvinzwa asi akasava nechaakataura zuva rakarero, zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kana mukadzi uya akaroorwa, achine mhiko kana chitsidzo chaakataura asina kumbonyatsofunga, murume wake akazvinzwa asi akasava nechaakataura zuva rakarero, zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Kana akawanikwa mushure mokunge aita mhiko, kana mushure mokunge muromo wake wakurumidza kutaura achivimbisa nokuzvisunga,

See the chapter Copy

Numeri 30:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements