Numeri 28:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Raira ʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Munofanira kuraŋgarira kundipa neŋguʋa yaɀo yakafanira ɀipo ɀaŋgu, iɀo ɀokudya ɀaŋgu ɀeɀipiriso ɀaŋgu ɀinopiswa, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka kwandiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Raira vana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Munofanira kurangarira kundipa nenguva yazvo yakafanira zvipo zvangu, izvo zvokudya zvangu zvezvipiriso zvangu zvinopiswa, chive chinonhuwira zvakanaka kwandiri.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Taurira vaIsiraeri kuti vangwarire kundipa, mipiro yangu panguva dzakatemwa, mipiro yangu yezvokudya inoita zvokupiswa nomoto inonhuhwirira zvinondifadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Taurira vaIsiraeri kuti vangwarire kundipa, mipiro yangu panguva dzakatemwa, mipiro yangu yezvokudya inoita zvokupiswa nomoto inonhuhwirira zvinondifadza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Upe murayiro uyu kuvaIsraeri, uti kwavari, ‘Onai kuti maisa pamberi pangu panguva yakatarwa, zvokudya zvangu zvezvipiriso zvinoitwa nomoto, sezvinonhuhwira zvinondifadza.’ See the chapter |