Numeri 23:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti ndinomuʋona ndiri pamsoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamsoro peɀikomo; Tarira, ndiʋanhu ʋanogara ʋari ʋoga, Haʋaŋgaʋereŋgwi pakati pendudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti ndinomuona ndiri pamusoro pamatombo, Ndinomutarira ndiri pamusoro pezvikomo; Havangaverengwi pakati pendudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndiri pamusoro pamakomo pano ndinovaona, ndiri pazvikomo pano ndinovatarisa, onei vari vanhu vanoda kugara voga, vasingazviverengeri mukati mamamwe marudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndiri pamusoro pamakomo pano ndinovaona, ndiri pazvikomo pano ndinovatarisa, onei vari vanhu vanoda kugara voga, vasingazviverengeri mukati mamamwe marudzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndiri pamusoro pamatombo, ndinovaona, ndiri pakakwirira, ndinovaona. Ndinoona vanhu vanogara vari voga uye havazviverengi pakati pendudzi. See the chapter |