Online Bible

- Advertisements -




Numeri 22:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino Mŋari akaʋuya kunaBarami, akati: Ʋanhu aʋa ʋari kwauri ndiʋananiko?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino Mwari akauya kuna Bharamu, akati, “Vanhu ava vari kwauri ndivananiko?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mwari akauya kuna Bhiriamu akati, “Ko varume ava vaunavo ndivanaani?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mwari akauya kuna Bhiriamu akati, “Ko varume ava vaunavo ndivanaani?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mwari akauya kuna Bharamu akamubvunza akati, “Vanhu vaunavo ndivanaaniko?”

See the chapter Copy




Numeri 22:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements