Numeri 22:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo ʋakuru ʋaMoabi naʋakuru ʋaMidiani ʋakaenda ʋakaɓata shanu yokuʋuka mumaʋoko aʋo, ʋakaȿika kunaBarami, ʋakamuʋudza mashoko aBaraki. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo vakuru vaMoabhu navakuru vaMidhiani vakaenda vakabata shanu yokuuka mumaoko avo, vakasvika kuna Bharamu, vakamuudza mashoko aBharaki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakuru vakuru vavaMoabhu, navakuru vakuru vavaMidhiani vakaenda vakabata mari yomuripo wokurengerera rushambwa mumaoko. Vakasvika kuna Bhiriamu vakamuudza shoko raBharaki. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakuru vakuru vavaMoabhu, navakuru vakuru vavaMidhiani vakaenda vakabata mari yomuripo wokurengerera rushambwa mumaoko. Vakasvika kuna Bhiriamu vakamuudza shoko raBharaki. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakuru veMoabhu neveMidhiani vakabva, vakatora mari yokuripa kuvuka. Vakati vasvika kuna Bharamu vakamuudza zvakanga zvarehwa naBharaki. See the chapter |