Online Bible

- Advertisements -




Numeri 22:40 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Baraki akaɓaya nzombe namakwai, akaɀitumira kunaBarami namacinda akaŋga anaye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Bharaki akabaya nzombe namakwai, akazvitumira kuna Bharamu namachinda akanga anaye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Bharaki akapira mombe nehwai akabvisawo chokupa Bhiriamu namachinda aakanga anawo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Bharaki akapira mombe nehwai akabvisawo chokupa Bhiriamu namachinda aakanga anawo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Bharaki akabayira mombe namakwai, akapa zvimwe kuna Bharamu namachinda akanga anaye.

See the chapter Copy




Numeri 22:40

Follow us:

Advertisements


Advertisements