Numeri 22:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Mboŋgoro ikaʋona mutumŋa waJehova, ikaʋata pasi, Barami ari pamsoro payo; Barami akatsamŋa, akaroʋa mboŋgoro netȿimbo yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Mbongoro ikaona mutumwa waJehovha, ikavata pasi, Bharamu ari pamusoro payo; Bharamu akatsamwa, akarova mbongoro netsvimbo yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Dhongi parakaona mutumwa waTenzi, rakarara pasi, Bhiriamu akaritasva kudaro. Bhiriamu akaviruka nehasha akarova dhongi netsvimbo yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Dhongi parakaona mutumwa waTenzi, rakarara pasi, Bhiriamu akaritasva kudaro. Bhiriamu akaviruka nehasha akarova dhongi netsvimbo yake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mbongoro yakati ichiona mutumwa waJehovha, yakavata pasi paBharamu, iye akatsamwa zvikuru akairova netsvimbo yake. See the chapter |