Online Bible

- Advertisements -




Numeri 22:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Barami akati kunaMŋari: Baraki, mŋanakomana waZipori, mambo waMoabi, wakatuma shoko kwandiri, aciti:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Bharamu akati kuna Mwari, “Bharaki, mwanakomana waZipori, mambo waMoabhu, akatuma shoko kwandiri, achiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Bhiriamu ndokupindura Mwari achiti, “Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu akanditumira shoko achiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Bhiriamu ndokupindura Mwari achiti, “Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu akanditumira shoko achiti,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Bharamu akati kuna Mwari, “Bharaki mwanakomana waZipori, mambo weMoabhu, akanditumira nhume idzi achiti, ‘Vanhu vakabuda kubva kuIjipiti vakazadza nyika yose.

See the chapter Copy




Numeri 22:10

Follow us:

Advertisements


Advertisements