Online Bible

- Advertisements -




Numeri 20:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino ʋakasimuka paKadeshi, ʋana ʋaIsraeri, iyo ʋuŋgano yose, ʋakaȿika pagomo reHori.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino vakasimuka paKadheshi, vana vaIsiraeri, iyo ungano yose, vakasvika pagomo reHori.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Chita chose chavaIsiraeri chakasimuka paKadheshi, chikandosvika pagomo reHoru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Chita chose chavaIsiraeri chakasimuka paKadheshi, chikandosvika pagomo reHoru.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ungano yose yeIsraeri yakasimuka kubva kuKadheshi uye vakasvika paGomo reHori.

See the chapter Copy




Numeri 20:22

Follow us:

Advertisements


Advertisements