Numeri 20:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ipapo pakaŋga pasine‐mvura yokunwa yeʋuŋgano yose; ɀino ʋanhu ʋakaʋuŋganira kunaMosesi naAroni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ipapo pakanga pasina mvura yokunwa yeungano yose; zvino vanhu vakaunganira kuna Mosesi naAroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ipapo gungano rakashaya mvura. Vakabva vaunganidzana kuzonetsa Mosesi naAroni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino pakanga pasisina mvura yeungano, uye vanhu vakaungana vakapopotera Mozisi naAroni. See the chapter |