Numeri 20:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋana ʋaIsraeri, ʋuŋgano yose, ʋakaȿika murenje reZini nomŋedzi wokutaŋga, ʋanhu ʋakagara paKadeshi. Miriami akafira’po, akaʋigwa ʋo ’po. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vana vaIsiraeri, ungano yose, vakasvika murenje reZini nomwedzi wokutanga, vanhu vakagara paKadheshi. Miriami akafirapo, akavigwawopo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Gungano rose ravaIsiraeri rakazosvika murenje reZini mumwedzi wokutanga, vakagara paKadheshi. Miriamu akafa akavigirwapo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Gungano rose ravaIsiraeri rakazosvika murenje reZini mumwedzi wokutanga, vakagara paKadheshi. Miriamu akafa akavigirwapo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mumwedzi wokutanga, ungano yose yeIsraeri yakasvika murenje reZini, uye vakandogara paKadheshi. Ndipo pakafira Miriamu uye akavigwapo. See the chapter |