Numeri 2:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinomŋe, namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe, namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvina mazana mana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvinomwe, namazana mana. See the chapter |