Online Bible

- Advertisements -




Numeri 2:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinna, namazana manna.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvina, namazana mana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvina, namazana mana.

See the chapter Copy




Numeri 2:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements