Online Bible

- Advertisements -




Numeri 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ƃoka rake naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀinna namazana matanhatu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Boka rake navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvina namazana matanhatu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu mazana makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina, zvina mazana matanhatu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu mazana makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina, zvina mazana matanhatu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi manomwe nezvina, namazana matanhatu.

See the chapter Copy




Numeri 2:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements