Numeri 2:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ndiʋo ʋakaʋereŋgwa ʋaʋana ʋaIsraeri nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo; ʋose ʋakaʋereŋgwa pamisasa yaʋo, namapoka aʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu neɀitatu namazana mashanu namakumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Ndivo vakaverengwa vavana vaIsiraeri nedzimba dzamadzibaba avo; vose vakaverengwa pamisasa yavo, namapoka avo, vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nezvitatu namazana mashanu namakumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ivava ndivo vaIsiraeri vose vakaverengwa nedzimba dzamadzibaba avo, mumatendhe avo. Vakaverengwa muzvikwata nezvikwata zvavo vaisvika mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mashanu ana makumi mashanu avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Ivava ndivo vaIsiraeri vose vakaverengwa nedzimba dzamadzibaba avo, mumatendhe avo. Vakaverengwa muzvikwata nezvikwata zvavo vaisvika mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu zvina mazana mashanu ana makumi mashanu avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Ava ndivo vaIsraeri vakaverengwa maererano nemhuri dzavo. Vose vakanga vari mumisasa, namapoka avo vanosvika zviuru mazana matanhatu nezvitatu, namazana mashanu ana makumi mashanu. See the chapter |