Numeri 2:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna necimŋe namazana mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Boka rake navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nechimwe namazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Chikwata chake, sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chiri vanhu makumi mana ezviuru ane chiuru chimwechete china mazana mashanu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nechimwe chete namazana mashanu. See the chapter |