Online Bible

- Advertisements -




Numeri 2:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu namakumi mashanu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu namakumi mashanu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana matanhatu ana makumi mashanu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu makumi mana ezviuru ane zviuru zvishanu zvina mazana matanhatu ana makumi mashanu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu namakumi mashanu.

See the chapter Copy




Numeri 2:15

Follow us:

Advertisements


Advertisements