Numeri 18:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Saiɀoɀo nemi ʋo mucapa Jehova cipiriso cinotsaurwa ceɀegumi ɀenyu ɀose ɀamunopiwa naʋana ʋaIsraeri; ɀino kunaiɀoɀo munofanira kupa Aroni muprista cipiriso cinotsaurwa caJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Saizvozvo nemiwo muchapa Jehovha chipiriso chinotsaurwa chezvegumi zvenyu zvose zvamunopiwa navana vaIsiraeri; zvino kuna izvozvo munofanira kupa Aroni mupristi chipiriso chinotsaurwa chaJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saka imi bvisaiwo chipo chokupira Tenzi chichibva pane zvegumi zvose zvamunogamuchira zvinobva kuvaIsiraeri. Pane zvegumi izvozvo bvisai mugove waMwari mupe Aroni mupristi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Saka imi bvisaiwo chipo chokupira Tenzi chichibva pane zvegumi zvose zvamunogamuchira zvinobva kuvaIsiraeri. Pane zvegumi izvozvo bvisai mugove waMwari mupe Aroni mupristi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nenzira iyi nemiwo munofanira kupa chipiriso kuna Jehovha kubva pazvegumi zvose zvamunogamuchira kubva kuvaIsraeri. Kubva pazvegumi izvi, munofanira kupa mugove waJehovha kuna Aroni muprista. See the chapter |