Online Bible

- Advertisements -




Numeri 18:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Kubva ɀino ʋana ʋaIsraeri ŋgaʋarege kusweɗera kutente rukosoŋgana, kuti ʋarege kuʋa nemhoȿa yeɀiʋi ɀaʋo, ʋakafa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Kubva zvino vana vaIsiraeri ngavarege kuswedera kutende rokusangana, kuti varege kuva nemhosva yezvivi zvavo, vakafa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 VaIsiraeri ngavachirega kusvika pedyo netendhe rokusanganira nokuti vangadaro vakapara mhosva vakafa,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 VaIsiraeri ngavachirega kusvika pedyo netendhe rokusanganira nokuti vangadaro vakapara mhosva vakafa,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Kubva zvino zvichienda mberi, vaIsraeri havafaniri kuswedera kuTende Rokusangana, kuti varege kuva nemhosva yezvivi zvavo vakazofa.

See the chapter Copy




Numeri 18:22

Follow us:

Advertisements


Advertisements