Numeri 16:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Kana ʋarume aʋa ʋakafa saʋamŋe ʋanhu ʋose, kana ɀimŋe ʋakaȿikirwa neɀinoȿikira ʋamŋe ʋanhu ʋose, Jehova haana‐kundituma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Kana varume ava vakafa savamwe vanhu vose, kana zvimwe vakasvikirwa nezvinosvikira vamwe vanhu vose, Jehovha haana kundituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 kana varume ava vakaita mafiro anongoitawo vamwe vose kana kuwirwa nenhamo dzinongowirawo vamwe vose, Tenzi haana kundituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 kana varume ava vakaita mafiro anongoitawo vamwe vose kana kuwirwa nenhamo dzinongowirawo vamwe vose, Tenzi haana kundituma. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Kana varume ava vakafa savamwe vanhu uye vakasangana nezvinongoitika kuvanhu vose, ipapo Jehovha anenge asina kundituma. See the chapter |