Numeri 15:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 pamŋe cete nenzombe ɗuku ŋgaaʋuye necipiriso coʋupfu ceɀegumi ɀitatu ɀeefa yoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa nehafu yehini yamafuta. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 pamwechete nenzombe duku ngaauye nechipiriso choupfu chezvegumi zvitatu zveefa youpfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa nehafu yehini yamafuta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 unzaiwo mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu matatu, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana marita maviri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 unzaiwo mupiro wembesanwa woupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu matatu, hwakakanyiwa namafuta eorivhi anokwana marita maviri, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 munofanira kuuya nechipiriso chezviyo chezvikamu zvitatu kubva mugumi cheefa youpfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa nehafu yehini yamafuta pamwe chete nehando. See the chapter |