Numeri 15:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana ucigadzira nzombe ɗuku kuti ciʋe cipiriso cinopiswa, kana ciɓayiro cokupika naco, kana kuti ɀiʋe ɀipiriso ɀokuyananisa naɀo kunaJehova; See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Kana uchigadzira nzombe duku kuti chive chipiriso chinopiswa, kana chibayiro chokupika nacho, kana kuti zvive zvipiriso zvokuyananisa nazvo kuna Jehovha; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pamunopira Tenzi handira ichiri duku yomupiro wokupisa, kana chibayiro chomupiro wezvakatsidzwa kana mipiro yokuwadzana kuna Tenzi See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pamunopira Tenzi handira ichiri duku yomupiro wokupisa, kana chibayiro chomupiro wezvakatsidzwa kana mipiro yokuwadzana kuna Tenzi See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “ ‘Pamunogadzirira Jehovha nzombe duku sechipiriso chinopiswa kana sechibayiro, chemhiko yakasarudzika kana chipiriso chokuwadzana, See the chapter |