Numeri 15:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 unofanira kupa ʋo cetatu cehini yewaini, ciʋe cipiriso cinoɗururwa, ciʋe cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 unofanira kupawo chetatu chehini yewaini, chive chipiriso chinodururwa, chive chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 pamwechete newaini inokwana rita nechikamu charo chapakati napakati. Kunhuhwirira kwemipiro iyoyi kunofadza Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 pamwechete newaini inokwana rita nechikamu charo chapakati napakati. Kunhuhwirira kwemipiro iyoyi kunofadza Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 uye nechikamu chimwe chete kubva muzvitatu chehini yewaini chive chipiriso chokunwa. Muchipe sechinonhuhwira chinofadza kuna Jehovha. See the chapter |