Numeri 15:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana mava munyika yandichakupai kuti mugaremo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana mava munyika yandichakupai kuti mugaremo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandinokupai kuti mugare, See the chapter |