Numeri 14:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ʋakataura neʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, ʋakati: Nyika yatakapfuʋura napakati payo kuishora, inyika yakanaka kwaɀo‐kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 vakataura neungano yose yavana vaIsiraeri vakati, “Nyika yatakapfuura napakati payo kuisora, inyika yakanaka kwazvo‐kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakataurira mhomho yose yavaIsiraeri vachiti, “Nyika yatakaenda kundosora inyika yakanaka kwazvo kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakataurira mhomho yose yavaIsiraeri vachiti, “Nyika yatakaenda kundosora inyika yakanaka kwazvo kwazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakati kuungano yose yavaIsraeri, “Nyika yatakapfuura napakati payo tikaisora yakanaka kwazvo. See the chapter |