Numeri 10:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana mucindorwa munyika yenyu nomuʋeŋgi unokumanikidzai, munofanira kuridzisa nehwamanda; ipapo mucaraŋgarirwa pamberi paJehova Mŋari wenyu, mugoponeswa paʋaʋeŋgi ʋenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Kana muchindorwa munyika yenyu nomuvengi anokumanikidzai, munofanira kuridzisa nehwamanda; ipapo mucharangarirwa pamberi paJehovha Mwari wenyu, mugoponeswa pavavengi venyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana mava kuenda kundorwisa vavengi venyu vanenge vakudenhai munyika yenyu, chamunozivisa nacho kuti tava kundorwa, kuridza bhosvo kuti ini Tenzi Mwari wenyu ndigokuyeukai ndikununurei pavavengi venyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana mava kuenda kundorwisa vavengi venyu vanenge vakudenhai munyika yenyu, chamunozivisa nacho kuti tava kundorwa, kuridza bhosvo kuti ini Tenzi Mwari wenyu ndigokuyeukai ndikununurei pavavengi venyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kana muchindorwa munyika yenyu nomuvengi anokumanikidzai, muridze hwamanda. Ipapo mucharangarirwa naJehovha Mwari wenyu uye muchanunurwa kubva kuvavengi venyu. See the chapter |