Numeri 1:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋakaȿika ɀuru ɀinamazana matanhatu neɀitatu namazana mashanu namakumi mashanu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200246 vose vakaverengwa vakasvika zviuru zvina mazana matanhatu nezvitatu namazana mashanu namakumi mashanu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vose pamwechete vaikwana mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ana makumi mashanu avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona46 Vose pamwechete vaikwana mazana matanhatu ezviuru ane zviuru zvitatu namazana mashanu ana makumi mashanu avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Vose vakaverengwa vakasvika zviuru mazana matanhatu nezvitatu, namazana mashanu ana makumi mashanu. See the chapter |