Numeri 1:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaIsakari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu namazana manna. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaIsakari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu namazana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vakaverengwa mudzinza raIsakari vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvina namazana mana avanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaIsakari vaisvika zviuru makumi mashanu nezvina, namazana mana. See the chapter |