Mupiro 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndiɀo ɀamuŋgadya kuneɀose ɀiri mumvura: Ɀose ɀiri mumvura, mumakuŋgwa nomunzizi, ɀineɀimbi namakwande, ndiɀo ɀamuŋgadya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 “Ndizvo zvamungadya kune zvose zviri mumvura: Zvose zviri mumvura, mumakungwa nomunzizi, zvine zvimbi namakwande, ndizvo zvamungadya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Pana zvose zvomumvura zvine zvimbi namakwande zvingave zvomugungwa kana murwizi mungadye zvenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Pana zvose zvomumvura zvine zvimbi namakwande zvingave zvomugungwa kana murwizi mungadye zvenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “ ‘Pazvisikwa zvose zvinogara mumvura yamakungwa nenzizi, munogona kudya dzose dzine zvimbi namakwati. See the chapter |