Online Bible

- Advertisements -




Mateo 2:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 akaʋatuma Betrehema, akati: Endai munatsobvunzisisa ɀomŋana; kana mamuwana, mundiʋudze, kuti neni ʋo ndiʋuye kuzomunamata.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 akavatuma Bheterehemu, akati, “Endai munatsobvunzisisa zvomwana; kana mamuwana, mundiudze, kuti neniwo ndiuye kuzomupfugamirawo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Akavaendesa kuBheterehemu achiti, “Endai mundotsvagisisa mwana iyeyo. Kana mamuwana ndiunzireiwo shoko, kuti neniwo ndiende ndindomugwadamira.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Akavaendesa kuBheterehemu achiti, “Endai mundotsvagisisa mwana iyeyo. Kana mamuwana ndiunzireiwo shoko, kuti neniwo ndiende ndindomugwadamira.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Akavatuma kuBheterehema akati, “Endai mundotsvakisisa mwana uyu. Kana muchinge mamuwana, mugondizivisawo kuitira kuti neniwo ndigoenda kundomunamata.”

See the chapter Copy




Mateo 2:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements