Online Bible

- Advertisements -




Mateo 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋakati kwaari: PaBetrehema reJudea; nokuti ndiɀo ɀakanyorwa nomuprofita, ɀicinzi:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vakati kwaari, “MuBheterehemu reJudhea; nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita, zvichinzi;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vakapindura vachiti, “MuBheterehema reJudhea nokuti izvi ndizvo zvakanyorwa nomuprofita achiti:

See the chapter Copy




Mateo 2:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements