Mateo 16:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Asi wakapindura, akati kwaʋari: Paŋguʋa yamaɗekwana munoti: Kucacena, nokuti ɗeŋga rakatȿuka. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Asi akapindura, akati kwavari, “Panguva yamadekwana munoti, ‘Kuchachena, nokuti denga rakatsvuka.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iye akavapindura achiti, “Kumanheru munoti, ‘Kunze kuchange kwakanaka nokuti denga rinenge rakatsvukirira.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iye akavapindura achiti, “Kumanheru munoti, ‘Kunze kuchange kwakanaka nokuti denga rinenge rakatsvukirira.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akavapindura achiti, “Panosvika nguva yamadekwana munoti, ‘Mamiriro okunze achange akanaka nokuti denga rakatsvuka.’ See the chapter |