Online Bible

- Advertisements -




Mateo 12:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 kuti wakapinda mumba maMŋari, akadya ɀiŋgwa ɀokuratidza, ɀakaŋga ɀisina‐kutenderwa kudyiwa naye, naʋaiʋa naye, asi naʋaprista ɓedzi?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 kuti akapinda mumba maMwari, akadya zvingwa zvokuratidza, zvakanga zvisina kutenderwa kudyiwa naye, navaiva naye, asi navapristi bedzi?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 kuti akapinda mumba maMwari akadya chingwa chakanga chakasumwa kuna Mwari chaakanga asingabvumirwi, pamutemo, uye navakanga vainaye kuti vadye kusiya vapristi bedzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 kuti akapinda mumba maMwari akadya chingwa chakanga chakasumwa kuna Mwari chaakanga asingabvumirwi, pamutemo, uye navakanga vainaye kuti vadye kusiya vapristi bedzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Akapinda muimba yaMwari iye nevamwe vake vakadya chingwa chitsvene chavaisabvumirwa kudya, asi chaingodyiwa navaprista chete.

See the chapter Copy




Mateo 12:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements