Mapisarema 98:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Pamberi paJehova, nokuti unoʋuya kuzotoŋga pasi, Ucatoŋga nyika ɀakarurama, Naʋanhu nokururama. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga pasi, Achatonga nyika zvakarurama, Navanhu nokururama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ngaaimbe pana TENZI nokuti ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga pasi pose noururami uye achatonga vanhu noruenzaniso. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ngaaimbe pana TENZI nokuti ari kuuya kuzotonga nyika. Achatonga pasi pose noururami uye achatonga vanhu noruenzaniso. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 ngaaimbe pamberi paJehovha, nokuti anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika zvakarurama navanhu nokururamisira. See the chapter |