Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 95:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Guŋgwa nderake, ndiye wakariita; Maʋoko ake akaʋumba nyika yakawoma.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Gungwa nderake, ndiye akariita; Maoko ake akaumba nyika yakaoma.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Gungwa nderake nokuti ndiye akarisika uye nyika yakaoma, nokuti maoko ake ndiwo akaiumba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Gungwa nderake nokuti ndiye akarisika uye nyika yakaoma, nokuti maoko ake ndiwo akaiumba.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Gungwa nderake, nokuti ndiye akariita, uye maoko ake akaumba nyika yakaoma.

See the chapter Copy




Mapisarema 95:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements