Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 91:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti iye ucakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inoʋuraya ɀikuru.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti iye achakurwira parugombe rwomuteyi weshiri, Napahosha inouraya zvikuru.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Nokuti achakununura kumunhu anokuteya zvakaipa uye kudenda rinoparadza.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvirokwazvo achakuponesa parugombe rwomuteyi napadenda rinouraya.

See the chapter Copy




Mapisarema 91:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements