Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 9:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ucatoŋga nyika nokururama, Ucatoŋga ʋanhu ɀakafanira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Achatonga nyika nokururama, Achatonga vanhu zvakafanira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Uye, anotonga pasi pose zvakarurama anotongawo marudzi avanhu pachokwadi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Achatonga nyika nokururama; achatonga marudzi nokururamisira.

See the chapter Copy




Mapisarema 9:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements