Mapisarema 89:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ndianiko muɗeŋga rose uŋgaenzaniswa naJehova? Ndianiko pakati paʋanakomana ʋaMŋari wakafanana naJehova? See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti ndianiko mudenga rose angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko pakati pavanakomana vaMwari akafanana naJehovha? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ndiani mudenga'mu angaenzaniswe nemi TENZI? Ndiani pakati pavana vamwari angaenzaniswe naTENZI, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti ndianiko kudenga kumusoro angaenzaniswa naJehovha? Ndianiko akaita saJehovha pakati pezvisikwa zvokudenga? See the chapter |