Mapisarema 89:47 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Haiwa, raŋgarirai kuti ŋguʋa yaŋgu ifupi kwaɀo; Kuti makasikira ʋana ʋaʋanhu ʋose ɀinhu ɀisinamaturo kwaɀo! See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Haiwa, rangarirai kuti nguva yangu ipfupi kwazvo; Kuti makasikira vana vavanhu vose zvinhu zvisina maturo kwazvo! See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Yeukai kupfupika kwakaita upenyu hwangu chamakasikira munhu unobva wachishaya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Yeukai kupfupika kwakaita upenyu hwangu chamakasikira munhu unobva wachishaya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Rangarirai kuti upenyu hwangu hunopfuura sei. Nokuti makasikira vanhu vose zvisina maturo! See the chapter |