Mapisarema 89:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Asi handiŋgamutoreri ʋunyoro bgaŋgu cose, Kana kutendera kutendeka kwaŋgu kuitiswa nhema. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Asi handingamutoreri unyoro hwangu chose, Kana kutendera kutendeka kwangu kuitiswa nhema. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi handiregi kuva nemwoyochena kana kusava ndakatendeka kwavari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 asi handizobvisi rudo rwangu kwavari, kana kuzombopandukira kutendeka kwangu. See the chapter |