Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 89:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti imi muri kubginya kwesimba raʋo; Runyaŋga rweɗu rucasimudzwa netsitsi dzenyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti imi muri kubwinya kwesimba ravo; Runyanga rwedu ruchasimudzwa netsitsi dzenyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ndimi simba ravanoinzva naro; inyasha dzenyu kuti simba redu ribudirire.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Ndimi simba ravanoinzva naro; inyasha dzenyu kuti simba redu ribudirire.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nokuti imi ndimi kubwinya nesimba ravo, uye nenyasha dzenyu munosimudzira runyanga rwedu.

See the chapter Copy




Mapisarema 89:17

Follow us:

Advertisements


Advertisements