Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 87:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Jehova ucaʋereŋga, pakunyora kwake ndudzi, aciti: Munhu uyu wakaɀarirwa’ko.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Jehovha achaverenga, pakunyora kwake ndudzi, achiti, “Munhu uyu akazvarirwako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 TENZI anonyora mubhuku ravanhu achitoti nyika iyi neiyi yakaberekwa imomo. Dzepfunde.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 TENZI anonyora mubhuku ravanhu achitoti nyika iyi neiyi yakaberekwa imomo. Dzepfunde.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Jehovha achanyora panonyorwa mazita amarudzi, kuti, “Uyu akaberekerwa muZioni.” Sera

See the chapter Copy




Mapisarema 87:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements