Online Bible

- Advertisements -




Mapisarema 87:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀirokwaɀo, pamsoro peZioni ʋacati: Uyu noyoyo ʋakaɀarirwa’mo; Naiye Wokumsoro‐soro amene ucarisimbisa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvirokwazvo, pamusoro peZioni vachati, “Uyu nouyo vakazvarirwamo; Naiye Wokumusorosoro amene acharisimbisa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Kana zviri zveguta reZioni, zvingatonzi, “Nyika iyi neyoyo yakaberekwa imomo,” uye kuti Wokumusorosoro achaita kuti rimire.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Kana zviri zveguta reZioni, zvingatonzi, “Nyika iyi neyoyo yakaberekwa imomo,” uye kuti Wokumusorosoro achaita kuti rimire.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvirokwazvo, pamusoro peZioni vachati, “Uyu nowoyo vakaberekerwamo, uye Wokumusoro-soro pachake acharisimbisa.”

See the chapter Copy




Mapisarema 87:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements