Mapisarema 86:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ceŋgetai mŋeya waŋgu; nokuti ndiri muɗikanwa wenyu; Haiwa Mŋari waŋgu, ponesai muranda wenyu unoʋimba nemi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Chengetai mweya wangu; nokuti ndiri mudikanwi wenyu; Haiwa Mwari wangu, ponesai muranda wenyu anovimba nemi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndichengetedzeiwo nokuti ndiri munamati wenyu. Ndinunureiwo ini muranda wenyu anovimba nemi, ndimi Mwari wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndichengetedzeiwo nokuti ndiri munamati wenyu. Ndinunureiwo ini muranda wenyu anovimba nemi, ndimi Mwari wangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Chengetai upenyu hwangu, nokuti ndakazvipa kwamuri. Muri Mwari wangu; ponesai muranda wenyu anovimba nemi. See the chapter |